Joshua 4:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanhu ʋose ʋakati ʋapedza kuyambuka, areka yaJehova ikayambuka ʋo, naʋaprista pamberi paʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vose vachangoyambuka, areka yaJehovha navaprista vakayambukawo vanhu vakavatarisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti vanhu vose vapedza kuyambuka, vapristi vakayambukawo nebhokisi rechitenderano vanhu vachiona.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vanhu vose vakati vapedza kuyambuka, areka yaJehovha ikayambukawo, navapristi pamberi payanhu.
Shona 2009?
Zvino vanhu vose vakati vapedza kuyambuka, areka yaJehovha ikayambukawo, navaprista pamberi pavanhu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vanhu vose vakati vapedza kuyambuka, areka yaJehovha ikayambukawo, navapristi pamberi pavanhu.