Joshua 4:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Raira ʋaprista ʋanotakura areka yecipupuriro, kuti ʋakwire ʋaɓuɗe mukati maJoridani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Rayira vaprista vakatakura areka yeChipupuriro kuti vabude kubva muJorodhani.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chiudza vapristi vakatakura bhokisi rechitenderano vachibuda muna Jorodhani.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Raira vapristi vanotakura areka yechipupuriro, kuti vakwire vabude mukati maJorodhani.”
Shona 2009?
"Raira vaprista vanotakura areka yechipupuriro, kuti vakwire vabude mukati maJorodhani."
Shona SUB 2002 Bible
“Raira vapristi vanotakura areka yechipupuriro, kuti vakwire vabude mukati maJodhani.”