Joshua 4:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akataura naʋana ʋaIsraeri, akati: Kana ʋana ʋenyu ʋacizobvunza madziɓaɓa aʋo paŋguʋa inoʋuya, ʋaciti: Mabge awa anoti kuɗiniko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kuvaIsraeri, “Mumazuva anotevera kana vana venyu vobvunza madzibaba avo vachiti, ‘Ko, matombo aya anorevei?’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akataurira vaIsiraeri kuti, “Kana mangwana, zvizukuru zvenyu zvozobvunza madzibaba azvo kuti, ‘Matombo aya anorevei?’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akataura navana vaIsiraeri, akati, “Kana vana venyu vachizobvunza madzibaba avo panguva inouya, vachiti, ‘Mabwe awa anoti kudiniko?’
Shona 2009?
Akataura navana vaIsiraeri, akati, "Kana vana venyu vachizobvunza madzibaba avo panguva inouya, vachiti, `Mabwe awa anoti kudiniko?'
Shona SUB 2002 Bible
Akataura navana VaIsiraeri, akati, “Kana vana venyu vachizobvunza madzibaba avo panguva inouya, vachiti, ‘Mabwe awa anoti kudiniko?’