Joshua 4:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuti cinhu ici ciʋe ciratidzo pakati penyu, kuti kana ʋana ʋenyu ʋacizobvunza pashure, ʋaciti: Mabge awa anoti kuɗiniko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti ave chiratidzo pakati penyu. Mumazuva anotevera kana vana venyu vobvunza vachiti, ‘Ko, matombo aya anorevei?’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Itai izvozvi kuti chigova chiratidzo; pakati penyu chokuti mangwana, kana vana venyu vobvunza kuti, ‘Ko kwamuri imi mabwe ayo anorevei’?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuti chinhu ichi chive chiratidzo pakati penyu, kuti kana vana venyu vachizobvunza pashure, vachiti, ‘Mabwe awa anoti kudiniko?’
Shona 2009?
Kuti chinhu ichi chive chiratidzo pakati penyu, kuti kana vana venyu vachizobvunza pashure, vachiti, `Mabwe awa anoti kudiniko?'
Shona SUB 2002 Bible
Kuti chinhu ichi chive chiratidzo pakati penyu, kuti kana vana venyu vachizobvunza pashure, vachiti, ‘Mabwe aya anoti kudiniko?’