Joshua 5:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋapedza kudziŋgisa rudzi rwose, ʋakagara paʋakaŋga ʋari pamisasa kuȿikira ʋapora.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwokunge rudzi rwose rwadzingiswa, vakagara pavakanga vari pamisasa kusvikira vapora.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vose pavakapedza kudzingiswa vakambogara munzvimbo dzavo, mumatendhe imomo kusvikira vapora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vapedza kudzingisa rudzi rwose, vakagara pavakanga vari pamisasa kusvikira vapora.
Shona 2009?
Zvino vakati vapedza kudzingisa rudzi rwose, vakagara pavakanga vari pamisasa kusvikira vapora.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vapedza kudzingisa rudzi rwose, vakagara pavakanga vari pamisasa kusvikira vapora.