Joshua 5:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova akati kunaJoshua: Nhasi ndabvisa kwamuri kuɀidzwa kwamakaɀidzwa nako naʋaEgipita. Naiɀoɀo nɀimbo iyo yakanzi Girgari, kuȿikira nhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Jehovha akati kuna Joshua, “Nhasi ndabvisa kuzvidzwa kweIjipiti pamuri.” Saka nzvimbo iyoyo yakanzi Girigari, kusvikira nanhasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akati kuna Joshuwa, “Nhasi uno ndabvisa kwamuri kuzvidzwa kwenyu kwokuIjipiti.” Ndosaka zita renzvimbo iyoyo richinzi Girigari kusvikira pari nhasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha akati kuna Joshua, “Nhasi ndabvisa kwamuri kuzvidzwa kwamakazvidzwa nako navaIjipiti.” Naizvozvo nzvimbo iyo yakanzi Girigari, kusvikira nhasi.
Shona 2009?
Zvino Jehovha akati kuna Joshua, "Nhasi ndabvisa kwamuri kuzvidzwa kwamakazvidzwa nako navaIjipiti." Naizvozvo nzvimbo iyo yakanzi Girigari, kusvikira nhasi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akati kuna Joshua, “Nhasi ndabvisa kwamuri kuzvidzwa kwamakazvidzwa nako naVaIjipiti.” Naizvozvo nzvimbo iyo yakanzi Girigari, kusvikira nhasi.