Joshua 6:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
(Ɀino guta reJeriko rakaŋga rapfigwa kwaɀo nokuɗa kwaʋana ʋaIsraeri; kwakaŋga kusinomunhu waiɓuɗa kana kupinda.)
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino guta reJeriko rakanga rapfigwa zvakasimba kwazvo nokuda kwavaIsraeri. Hapana akabuda kunze uye hapana akapinda mukati.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Guta reJeriko rakanga ranyatsonzi ndendende kupfigwa mukati nokunze pamusana pavaIsiraeri. Hakuna aibudamo kana kupindamo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
(Zvino guta reJeriko rakanga rapfigwa kwazvo nokuda kwavana vaIsiraeri; kwakanga kusina munhu waibuda kana kupinda.)
Shona 2009?
Zvino guta reJeriko rakanga rapfigwa kwazvo nokuda kwavana vaIsiraeri; kwakanga kusina munhu waibuda kana kupinda.)
Shona SUB 2002 Bible
(Zvino guta reJeriko rakanga rapfigwa kwazvo nokuda kwavana VaIsiraeri; kwakanga kusina munhu waibuda kana kupinda.)