Joshua 6:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo wakaraira kuti areka yaJehova ipoteredze guta, iripote kamŋe cete; ʋakapinda ɀe mumisasa, ʋakaʋata’mo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo akarayira kuti areka yaJehovha itakurwe ipoteredze guta, iripoteredze kamwe chete. Ipapo vanhu vakadzokera kumisasa vakararako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka aiti bhokisi raTenzi ritenderere guta iroro kamwechete vachidzokera zvavo kumatendhe kundorara pamatendhe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo wakaraira kuti areka yaJehovha ipoteredze guta, iripoteredze kamwe chete; vanhu vakapindazve mumisasa, vakavatamo.
Shona 2009?
Naizvozvo wakaraira kuti areka yaJehovha ipoteredze guta, iripoteredze kamwe chete; vanhu vakapindazve mumisasa, vakavatamo.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo wakaraira kuti areka yaJehovha ipoteredze guta, iripoteredze kamwechete; vanhu vakapindazve mumisasa, vakavatamo.