Joshua 6:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaparadza cose nomunondo unopinza ɀose ɀakaŋga ɀiri muguta, ʋarume naʋakadzi, ʋaɗuku naʋakuru, nenzombe, namakwai, nemboŋgoro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakapa guta kuna Jehovha kuti riparadzwe nomunondo, chipi nechipi chairarama mariri, varume navakadzi, vaduku navakuru, mombe, makwai nembongoro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakaparadza zvose zvomuguta iroro nebakatwa, zvose zvazvo varume navakadzi, vakuru navaduku, nemombe nehwai namadhongi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaparadza chose nomunondo unopinza zvose zvakanga zviri muguta, varume navakadzi, vaduku navakuru, nenzombe, namakwai, nembongoro.
Shona 2009?
Vakaparadza chose nomunondo unopinza zvose zvakanga zviri muguta, varume navakadzi, vaduku navakuru, nenzombe, namakwai, nembongoro.
Shona SUB 2002 Bible
Vakaparadza chose nomunondo unopinza zvose zvakanga zviri muguta, varume navakadzi, vaduku navakuru, nenzombe, namakwai, nembongoro.