Joshua 6:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Jehova wakaŋga anaJoshua; mukurumbira wake ukanzwika panyika yose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo Jehovha akava naJoshua, mbiri yake ikapararira nenyika yose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka Tenzi akava naJoshuwa, mukurumbira wake ukapararira nenyika yose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Jehovha wakanga ana Joshua; mukurumbira wake ukanzwika panyika yose.
Shona 2009?
Naizvozvo Jehovha wakanga ana Joshua; mukurumbira wake ukanzwika panyika yose.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Jehovha akanga ana Joshua; mukurumbira wake ukanzwika panyika yose.