Joshua 6:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Joshua wakati ataura naʋanhu, ʋaprista ʋanomŋe ʋakatuŋgamira ʋakaɓata hwamanda nomŋe dzenyaŋga dzamakondobge, ʋakaridza hwamanda, areka yesuŋgano yaJehova ikaʋateʋera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Joshua paakapedza kutaura navanhu, vaprista vanomwe vakatakura hwamanda nomwe pamberi paJehovha vakaenda pamberi, vachiridza hwamanda dzavo, areka yesungano yaJehovha ikavatevera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joshuwa paakaudza vanhu izvozvo, vapristi vanomwe vakanga vane hwamanda nomwe dzenyanga dzehondohwe dziya pana Tenzi vakatungamira vachiridza hwamanda idzodzo vachiteverwa nebhokisi raTenzi rechitenderano.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Joshua wakati ataura navanhu, vapristi vanomwe vakatungamira vakabata hwamanda nomwe dzenyanga dzamakondohwe, vakaridza hwamanda, areka yesungano yaJehovha ikavatevera.
Shona 2009?
Zvino Joshua wakati ataura navanhu, vaprista vanomwe vakatungamira vakabata hwamanda nomwe dzenyanga dzamakondobwe, vakaridza hwamanda, areka yesungano yaJehovha ikavatevera.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Joshua wakati ataura navanhu, vapristi vanomwe vakatungamira vakabata hwamanda nomwe dzenyanga dzamakondohwe, vakaridza hwamanda, areka yesungano yaJehovha ikavatevera.