Joshua 7:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jehova akati kunaJoshua: Simuka, wawireiko kuɗai paciso cako?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati kuna Joshua, “Simuka! Wawireiko pasi nechiso chako?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akati kuna Joshuwa, “Simuka apo! Ko ndochii ichocho kuzvambarara kudaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jehovha akati kuna Joshua, “Simuka, wawireiko kudai pachiso chako?
Shona 2009?
Ipapo Jehovha akati kuna Joshua, "Simuka, wawireiko kudai pachiso chako?
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jehovha akati kuna Joshua, “Simuka, wawireiko kudai pachiso chako?