Joshua 7:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino uyo unoɓatwa anecinhu cakayeriswa, unofanira kupiswa nomŋoto, iye neɀose ɀaanaɀo; nokuti wakaɗarika suŋgano yaJehova, ʋuye nokuti wakaita cinhu cakaipa kwaɀo pakati paIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyo achawanikwa ane zvinhu zvakatukwa achaparadzwa nomoto, nazvose zvaanazvo. Akanganisa sungano yaJehovha uye aita chinhu chinonyadzisa muIsraeri!’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anobatwa aine zvinhu izvozvo zvakaturirwa kuti zviparadzwe Mwari, anosungirwa kupiswa nomoto pamwechete nezvinhu zvake zvose nokuti atyora chitsidzirano chawakanzi naTenzi chichengetwe, uyewo nokuti akaita zvinonyadza muIsiraeri.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino uyo unobatwa ane chinhu chakayereswa, anofanira kupiswa nomoto, iye nezvose zvaanazvo; nokuti wakadarika sungano yaJehovha, uye nokuti wakaita chinhu chakaipa kwazvo pakati paIsiraeri.”
Shona 2009?
Zvino uyo unobatwa ane chinhu chakayereswa, anofanira kupiswa nomoto, iye nezvose zvaanazvo; nokuti wakadarika sungano yaJehovha, uye nokuti wakaita chinhu chakaipa kwazvo pakati paIsiraeri."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino uyo unobatwa ane chinhu chakayereswa, anofanira kupiswa nomoto, iye nezvose zvaanazvo; nokuti wakadarika sungano yaJehovha, uye nokuti wakaita chinhu chakaipa kwazvo pakati paIsiraeri.”