Joshua 7:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Joshua wakamuka maŋgwanani, akaswededza ʋaIsraeri namarudzi aʋo; rudzi rwaJuda ndokuɓatwa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mangwana mangwanani Joshua akati vaIsraeri vauye rudzi norudzi; rudzi rwaJudha rukabatwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joshuwa akamuka rungwanangwana akati vaIsiraeri vauye mberi dzinza nedzinza, ndokubva kwabatwa dzinza rokwaJudha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Joshua wakamuka mangwanani, akaswededza vaIsiraeri namarudzi avo; rudzi rwaJudha ndokubatwa;
Shona 2009?
Naizvozvo Joshua wakamuka mangwanani, akaswededza vaIsiraeri namarudzi avo; rudzi rwaJudha ndokubatwa;
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Joshua wakamuka mangwanani, akaswededza VaIsiraeri namarudzi avo; rudzi rwaJudha ndokubatwa;