Joshua 7:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino akasweɗedza dzimba dzaJuda, imba yaZera ikaɓatwa; ɀino akasweɗedza murume mumŋe nomumŋe weimba yaʋaZera, Zabdi akaɓatwa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dzimba dzokwaJudha dzakauya mberi imba yavaZera ikabatwa. Akauyisa imba yavaZera nemhuri dzayo, Zimiri akabatwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akapinza dzinza rokwaJudha mudariro, kukabatwa vemhuri yokwaZera. Akapinza vemhuri yokwaZera mudariro, vachiteverana munhu nomunhu kukabatwa vemba yokwaZabhudhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino akaswededza dzimba dzaJudha, imba yaZera ikabatwa; zvino akaswededza murume mumwe nomumwe weimba yavaZera, Zabhedhi akabatwa;
Shona 2009?
zvino akaswededza dzimba dzaJudha, imba yaZera ikabatwa; zvino akaswededza murume mumwe nomumwe weimba yavaZera, Zabhedhi akabatwa;
Shona SUB 2002 Bible
zvino akaswededza dzimba dzaJudha, imba yaZera ikabatwa; zvino akaswededza murume mumwe nomumwe weimba yavaZera, Zabhedhi akabatwa;