Joshua 7:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Joshua akatuma nhume, iʋo ʋakamhanyira kutente rake, ʋakandowana ɀakaʋigwa mutente rake, sirveri iri pasi paɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo Joshua akatuma nhume, vakamhanyira kutende, vakanowana zviriko, zvakavigwa mutende rake, sirivha iri pasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joshuwa akatuma nhume dzikamhanya kutendhe iroro, wanei zvakavigwa mutendhe rake imomo, sirivha iri nechepasipasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Joshua akatuma nhume, ivo vakamhanyira kutende rake, vakandowana zvakavigwa mutende rake, sirivha iri pasi pazvo.
Shona 2009?
Naizvozvo Joshua akatuma nhume, ivo vakamhanyira kutende rake, vakandowana zvakavigwa mutende rake, sirivha iri pasi pazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Joshua akatuma nhume, ivo vakamhanyira kutende rake, vakandowana zvakavigwa mutende rake, sirivha iri pasi pazvo.