Joshua 7:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Joshua akati: Wakatipinzireiko paɗambudziko? Jehova ucakupinza paɗambudziko nhasi. Ipapo ʋaIsraeri ʋose ʋakamutaka namabge, ʋakaʋapisa nomŋoto, nokuʋataka namabge.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Joshua akati, “Watipinzireiko mudambudziko iri? Jehovha achakupinza mudambudziko nhasi.” Ipapo vaIsraeri vose vakamutema namatombo, uye shure kwokuvatema vose, vakavapisa nomoto.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joshuwa akati, “Ko iwe wakatipinzirei munhamo yakadai? Nhasi uno, Tenzi akupinzawo munhamo.” VaIsiraeri vose vakamutema namabwe, pamwechete navaaiva navo, vakavapisa nomoto.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Joshua akati, “Wakatipinzireiko padambudziko? Jehovha uchakupinza padambudziko nhasi.” Ipapo vaIsiraeri vose vakamutaka namabwe, vakavapisa nomoto, nokuvataka namabwe.
Shona 2009?
Zvino Joshua akati, "Wakatipinzireiko padambudziko? Jehovha uchakupinza padambudziko nhasi." Ipapo vaIsiraeri vose vakamutaka namabwe, vakavapisa nomoto, nokuvataka namabwe.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Joshua akati, “Wakatipinzireiko padambudziko? Jehovha uchakupinza padambudziko nhasi.” Ipapo VaIsiraeri vose vakamutaka namabwe, vakavapisa nomoto, nokuvataka namabwe.