Joshua 8:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Joshua akamuka maŋgwanani, akaʋuŋganidza ʋanhu, akakwira iye naʋakuru ʋaIsraeri, ʋakatuŋgamirira ʋanhu kuenda Ai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mangwana mangwanani Joshua akaronga vanhu, uye iye navatungamiri veIsraeri vakafamba pamberi pavo vachienda kuAi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joshuwa akafumomuka akaunganidza vanhu vachibva vakwira kuenda kuAi, iye navakuru vakuru vavaIsiraeri vakatungamira pamberi pavanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Joshua akamuka mangwanani, akaunganidza vanhu, akakwira iye navakuru vaIsiraeri, vakatungamirira vanhu kuenda Ai.
Shona 2009?
Zvino Joshua akamuka mangwanani, akaunganidza vanhu, akakwira iye navakuru valsiraeri, vakatungamirira vanhu kuenda Ai.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Joshua akamuka mangwanani, akaunganidza vanhu, akakwira iye navakuru VaIsiraeri, vakatungamirira vanhu kuenda Ai.