Joshua 8:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋaraira, akati: Tarirai, munofanira kundoʋandira guta neceseri kwaro; musaenda kure neguta, asi mugare makaɀigadzira mose;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akavarayira achiti, “Nyatsoteererai. Munofanira kuvandira guta necheseri kwaro. Musaende kure naro. Mose munofanira kugara makagadzirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavaudza achiti, “Endai mundohwandira guta iroro necheshure kwaro. Regai kundova kure kure neguta, asi garai makagadzirira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akavaraira, akati, “Tarirai, munofanira kundovandira guta necheseri kwaro; musaenda kure neguta, asi mugare makazvigadzira mose;
Shona 2009?
Akavaraira, akati, "Tarirai, munofanira kundovandira guta necheseri kwaro; musaenda kure neguta, asi mugare makazvigadzira mose;
Shona SUB 2002 Bible
Akavaraira, akati, “Tarirai, munofanira kundovandira guta necheseri kwaro; musaenda kure neguta, asi mugare makazvigadzira mose;