Joshua 9:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nehomboɗo idzi dzewaini, dzatakazadza, dzakaŋga dziri itȿa; tarirai, dzaparuka; neŋguʋo dzeɗu idzi, neshaŋgu dzeɗu ɀasakara nemhaka yorwendo rurefu‐refu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye homwe dzewaini idzi dzaiva itsva patakadzizadza, asi chionai kubvaruka kwadzaita. Uye mbatya dzedu neshangu dzedu zvasakara nokuda kworwendo rurefu refu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvigubhu zvedu zvewaini zvematehwe izvi zvaiva zvitsva patakazvizadza, asi chitarisai muone zvatomwauka. Hanzu dzedu neshangu dzedu idzi dzatosakara pamusana perwendo rwacho rwakareba zvikuru.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nehombodo idzi dzewaini, dzatakazadza, dzakanga dziri itsva; tarirai, dzaparuka; nenguo dzedu idzi, neshangu dzedu zvasakara nemhaka yorwendo rurefu‐refu.’ ”
Shona 2009?
Nehombodo idzi dzewaini, dzatakazadza, dzakanga dziri itsva; tarirai, dzaparuka; nenguvo dzedu idzi, neshangu dzedu zvasakara nemhaka yorwendo rurefu-refu.' "
Shona SUB 2002 Bible
Nehombodo idzi dzewaini, dzatakazadza, dzakanga dziri itsva; tarirai, dzaparuka; nenguo dzedu idzi, neshangu dzedu zvasakara nemhaka yorwendo rurefu–refu.’ ”