Joshua 9:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mazuʋa matatu akati apera, ʋaita suŋgano naʋo, ʋakanzwa kuti ʋagere pedyo naʋo napakati paʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mushure mamazuva matatu vaita sungano navaGibheoni, vaIsraeri vakanzwa kuti vakanga vari vavakidzani, vagere pedyo navo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwakati kwapera mazuva matatu mushure mokuita chitenderano navo, vakazonzwa kuti vakanga vari vavakidzani navo, vakanga vagere pedyo navo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mazuva matatu akati apera, vaita sungano navo, vakanzwa kuti vagere pedyo navo napakati pavo.
Shona 2009?
Zvino mazuva matatu akati apera, vaita sungano navo, vakanzwa kuti vagere pedo navo napakati pavo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mazuva matatu akati apera, vaita sungano navo, vakanzwa kuti vagere pedyo navo napakati pavo.