Joshua 9:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi macinda ose akati kuʋuŋgano yose: Takapika kwaʋari naJehova, Mŋari waIsraeri, naiɀoɀo ɀino hatigoni kuʋaitira cinhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi vatungamiri vose vakapindura vachiti, “Takapika kwavari naJehovha, Mwari waIsraeri, zvino hatigoni kuita chinhu kwavari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vatungamiriri vose vakaudza gungano rose kuti “Takavapikira naTenzi Mwari wavaIsiraeri. Zvino hatikwanisi kana kumbovabata-bata zvedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi machinda ose akati kuungano yose, “Takapika kwavari naJehovha, Mwari waIsiraeri, naizvozvo zvino hatigoni kuvaitira chinhu.
Shona 2009?
Asi machinda ose akati kuungano yose, "Takapika kwavari naJehovha, Mwari waIsiraeri, naizvozvo zvino hatigoni kuvaitira chinhu.
Shona SUB 2002 Bible
Asi machinda ose akati kuungano yose, “Takapika kwavari naJehovha, Mwari waIsiraeri, naizvozvo zvino hatigoni kuvaitira chinhu.