Joshua 9:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakaʋuŋgana nomŋoyo mumŋe kundorwa naJoshua naʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaungana pamwe chete kuti varwisane naJoshua navaIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakakokorodzana vakaita rimwe rokurwisa Joshuwa navaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakaungana nomwoyo mumwe kundorwa naJoshua navaIsiraeri.
Shona 2009?
vakaungana nomoyo mumwe kundorwa naJoshua navaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
vakaungana nomwoyo mumwe kundorwa naJoshua naVaIsiraeri.