Joshua 9:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ticaʋaitira cinhu ici, ticaʋarega ʋari ʋapenyu, kuti tirege kuwirwa nokutsamŋa kwaMŋari nokuɗa kwokupika, kwatakapika kwaʋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi ndizvo zvatichaita kwavari: Tichavarega vari vapenyu, kuitira kuti kutsamwa kwaMwari kurege kutiwira nokuda kwokuputsa mhiko yatakapika kwavari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvatichaita kwavari ndezvizvi, tichavarega zvedu vari vapenyu kuti tirege zvedu kuvirukirwa nehasha pamusana pemhiko yatakapika kwavari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tichavaitira chinhu ichi, tichavarega vari vapenyu, kuti tirege kuwirwa nokutsamwa kwaMwari nokuda kwokupika, kwatakapika kwavari.”
Shona 2009?
Tichavaitira chinhu ichi, tichavarega vari vapenyu, kuti tirege kuwirwa nokutsamwa kwaMwari nokuda kokupika, kwatakapika kwavari."
Shona SUB 2002 Bible
Tichavaitira chinhu ichi, tichavarega vari vapenyu, kuti tirege kuwirwa nokutsamwa kwaMwari nokuda kwokupika, kwatakapika kwavari.”