Joshua 9:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino macinda akati kwaʋari: Ŋgaʋararame haʋo. Ʋakaʋa ʋatemi ʋehuni naʋateki ʋemvura ʋeʋuŋgano yose, seɀaʋakaʋudzwa namacinda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaenderera mberi vachiti, “Varegei vari vapenyu, asi ngavave vatemi vehuni navacheri vemvura veungano yose.” Naizvozvo zvakanga zvarehwa navatungamiri zvakaitwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vatungamiriri vakati kuvanhu, “Varegei vari vapenyu.” Saka vanhu ivava vakava vokutemera gungano huni nokuvatekera mvura sokutaura kwakaita vatungamiriri kwavari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino machinda akati kwavari, “Ngavararame havo. Vakava vatemi vehuni navateki vemvura veungano yose, sezvavakaudzwa namachinda.”
Shona 2009?
Zvino machinda akati kwavari, "Ngavararame havo. Vakava vatemi vehuni navateki vemvura veungano yose, sezvavakaudzwa namachinda."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino machinda akati kwavari, “Ngavararame havo. Vakava vatemi vehuni navateki vemvura veungano yose, sezvavakaudzwa namachinda.”