Joshua 9:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀino muri ʋanhu ʋakatukwa, mucaŋgosiʋa ʋaranda naʋatemi ʋehuni naʋateki ʋemvura ʋeimba yaMŋari waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo mava vanhu vakatukwa: Hamuchazofi makarega kuva vatemi vehuni navacheri vemvura veimba yaMwari wangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka naizvozvo matopinda rushambwa, vamwe venyu muchagara muri varanda vokutemera huni, nokutekera mvura imba yaMwari wangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvino muri vanhu vakatukwa, muchangosiva varanda navatemi vehuni navateki vemvura veimba yaMwari wangu.”
Shona 2009?
Naizvozvo zvino muri vanhu vakatukwa, muchangosiva varanda navatemi vehuni navateki vemvura veimba yaMwari wangu."
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvino muri vanhu vakatukwa, muchangosiva varanda navatemi vehuni navateki vemvura veimba yaMwari wangu.”