Joshua 9:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino tarirai, tiri pamaʋoko enyu, itai nesu seɀamunoti ndiɀo ɀakanaka neɀakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino tava mumaoko enyu. Itai kwatiri chero zvamunoona zvakanaka uye zvakarurama.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino isu tiri mumaoko enyu. Itai zvenyu nesu zvamunoona kuti ndizvo zvakanaka zvakakodzera.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino tarirai, tiri pamaoko enyu, itai nesu sezvamunoti ndizvo zvakanaka nezvakarurama.”
Shona 2009?
Zvino tarirai, tiri pamaoko enyu, itai nesu sezvamunoti ndizvo zvakanaka nezvakarurama."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino tarirai, tiri pamaoko enyu, itai nesu sezvamunoti ndizvo zvakanaka nezvakarurama.”