Joshua 9:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋanhu ʋeGibeoni ʋakati ʋacinzwa ɀakaŋga ɀaitirwa Jeriko neAi naJoshua,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vanhu veGibheoni pavakanzwa zvakanga zvaitwa Jeriko neAi naJoshua,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vanhu veGibheoni pavakanzwa zvakaitwa naJoshuwa kuguta reJeriko nereAi naivowo vakaita zvounyengedzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vanhu veGibheoni vakati vachinzwa zvakanga zvaitirwa Jeriko neAi naJoshua,
Shona 2009?
Asi vanhu veGibhiyoni vakati vachinzwa zvakanga zvaitirwa Jeriko neAi naJoshua,
Shona SUB 2002 Bible
Asi vanhu veGibheoni vakati vachinzwa zvakanga zvaitirwa Jeriko neAi naJoshua,