Joshua 9:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaenda kunaJoshua kumisasa paGirgari, ʋakati kwaari nokuʋarume ʋaIsraeri: Tinobva kunyika iri kure; naiɀoɀo itai suŋgano nesu ɀino.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakaenda kuna Joshua mumusasa paGirigari ndokubva vati kwaari nokuvarume veIsraeri, “Tabva kunyika iri kure; zvino itai sungano nesu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakaenda kuna Joshuwa pamatendhe kuGirigari, vakataurira iye navaIsiraeri vachiti, “Tabva kunyika iri kure kwazvo. Zvino tinokumbirawo kuti muite chitenderano nesu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaenda kuna Joshua kumisasa paGirigari, vakati kwaari nokuvarume vaIsiraeri, “Tinobva kunyika iri kure; naizvozvo itai sungano nesu zvino.”
Shona 2009?
Vakaenda kuna Joshua kumisasa paGirigari, vakati kwaari nokuvarume vaIsiraeri, "Tinobva kunyika iri kure; naizvozvo itai sungano nesu zvino."
Shona SUB 2002 Bible
Vakaenda kuna Joshua kumisasa paGirigari, vakati kwaari nokuvarume VaIsiraeri, “Tinobva kunyika iri kure; naizvozvo itai sungano nesu zvino.”