Joshua 9:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋarume ʋaIsraeri ʋakati kuʋaHivi: Ɀimŋe mugere pakati peɗu; tiŋgaita suŋgano nemi seiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino varume veIsraeri vakati kuvaHivhi, “Asi zvichida munogara pedyo nesu. Tingagoita sungano nemi sei?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi varume vechiIsiraeri vakati kuvaHivhi, “Ko zvimwe mungadaro muri vanhu vagere pakati pedu, tingagoita sei chitenderano nemi pakadaro?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Varume vaIsiraeri vakati kuvaHivhi, “Zvimwe mugere pakati pedu; tingaita sungano nemi seiko?”
Shona 2009?
Varume vaIsiraeri vakati kuvaHivhi, "Zvimwe mugere pakati pedu; tingaita sungano nemwi seiko?"
Shona SUB 2002 Bible
Varume VaIsiraeri vakati kuVaHivhi, “Zvimwe mugere pakati pedu; tingaita sungano nemi seiko?”