Joshua 9:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋakati: Tiri ʋaranda ʋenyu. Joshua akati kwaʋari: Ndimi aniko? Munobvepi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ivo ndokuti kuna Joshua, “Tiri varanda venyu.” Asi Joshua akavabvunza achiti, “Ndimi vanaani uye munobvepi?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivo vakati kuna Joshuwa, “Tiri varanda venyu.” Joshuwa akati kwavari, “Ko ndimi vanaani? Munobva kupi?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vakati, “Tiri varanda venyu.” Joshua akati kwavari, “Ndimi aniko? Munobvepi?”
Shona 2009?
Ivo vakati, "Tiri varanda venyu." Joshua akati kwavari, "Ndimwi aniko? Munobvepi?"
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vakati, “Tiri varanda venyu.” Joshua akati kwavari, “Ndimi aniko? Munobvepi?”