Jude 1:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Enoki, wecinomŋe kubva kunaAdama, wakaprofitera iʋaʋa, aciti: Tarira, Ishe wakaʋuya naʋatȿene ʋake ʋaneɀuru ɀamazana,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Enoki, wechinomwe kubva kuna Adhamu, akaprofita pamusoro pavanhu ava achiti, “Tarirai, Ishe ari kuuya nezviuru nezviuru zvavatsvene vake
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndivava vakaporofitwa naInoki muchizvarwa chechinomwe kubva kuna Adhamu achiti, “Hoyo Tenzi ari kuuya achiperekedzwa nezviuru zvavatsvene vake
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Enoki, wechinomwe kubva kuna Adhamu, wakaporofitira ivava, achiti, “Tarira, Ishe akawuya navatsvene vake vane zviuru zvamazana,
Shona 2009?
Enoki, wechinomwe kubva kunaAdhamu, wakaprofitera ivava, achiti: Tarira, Ishe wakavuya navatsvene vake vanezvuru zvamazana,
Shona SUB 2002 Bible
Inoki, wechinomwe kubva kuna Adhamu, wakaporofitira ivava, achiti, “Tarira, Ishe akawuya navatsvene vake vane zviuru zvamazana,