Jude 1:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti atoŋge ʋose, nokuroʋa ʋose ʋasiŋgaɗi Mŋari pamsoro pamaɓasa aʋo ose okusaɗa Mŋari, aʋakaita nokusaɗa kwaʋo Mŋari, napamsoro pamashoko ose makukutu akataurwa naʋatadzi ʋasiŋgaɗi Mŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti azotonga vanhu vose, uye abate nemhosva vose vasina umwari pamusoro pamabasa ose asina umwari avakaita nenzira isina umwari, uye namashoko okutuka akataurwa navanhu vasina umwari pamusoro pake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuzotonga vanhu vose nokuzopa mhosva vasiri vatendi vaMwari, mhosva yezviito zvavo zvose zvisina Mwari zvavakaita namaitiro asina Mwari nemhosva dzose dzehasha dzaiitwa kwaari navasiri vatendi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti atonge vose, nokurova vose vasingadi Mwari pamusoro pamabasa avo ose okusada Mwari, avakaita nokusada kwavo Mwari, napamusoro pamashoko ose makukutu akataurwa navatadzi vasingadi Mwari.”
Shona 2009?
kuti atonge vose, nokurova vose vasingadi Mwari pamusoro pamabasa avo ose okusada Mwari, avakaita nokusada kwavo Mwari, napamusoro pamashoko ose makukutu akataurwa navatadzi vasingadi Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
kuti atonge vose, nokurova vose vasingadi Mwari pamusoro pamabasa avo ose okusada Mwari, avakaita nokusada kwavo Mwari, napamusoro pamashoko ose makukutu akataurwa navatadzi vasingadi Mwari.”