Jude 1:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋaŋuŋuni naʋasiŋgatendi neɀavanaɀo, ʋanofamba nokuciʋa kwaʋo; (miromo yaʋo inotaura mashoko okuɀikudza), ʋacikudza ʋanhu nokuɗa kwokufumiswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu ava vanyunyuti uye vapomeri; vanotevera kuchiva kwavo vamene; vanozvirumbidza pachavo uye vanobata vamwe kumeso kuti zvivanakire ivo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu ivava vanhu vokunyunyuta vasingagutsikani, vanoita zvinoda havi dzavo, vanamupoperi vokuzvikudza, vanorumbidza vanhu zvokuvabata kumeso vachida zvavanoda kuwana.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vanyunyuti vasingatendi nezvavanazvo, vanofamba nokuchiva kwavo; (miromo yavo inotaura mashoko okuzvikudza), vachikudza vanhu nokuda kwokufumiswa.
Shona 2009?
Ivo van'un'uni navasingatendi nezvavanazvo, vanofamba nokuchiva kwavo; (miromo yavo inotaura mashoko okuzvikudza), vachikudza vanhu nokuda kokufumiswa.
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vanyunyuti vasingatendi nezvavanazvo, vanofamba nokuchiva kwavo; (miromo yavo inotaura mashoko okuzvikudza), vachikudza vanhu nokuda kwokufumiswa.