Jude 1:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti ʋakakuʋudzai kuti neŋguʋa yokupedzisira ʋaseki ʋacaʋa’ko, ʋanofamba nokuciʋa kwaʋo ʋasiŋgaɗi Mŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati kwamuri, “Munguva yokupedzisira kuchava navaseki vachatevera kuchiva kwavo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakati kwamuri: “Mumazuva okupedzisira kuchava navadadi vanotevedza mapangiro avo asina zvaMwari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti vakakuudzai kuti, “Nenguva yokupedzisira vaseki vachavako, vanofamba nokuchiva kwavo vasingadi Mwari.”
Shona 2009?
kuti vakakuvudzai kuti nenguva yokupedzisira vaseki vachava'ko, vanofamba nokuchiva kwavo vasingadi Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
kuti vakakuudzai kuti, “Nenguva yokupedzisira vaseki vachavako, vanofamba nokuchiva kwavo vasingadi Mwari.”