Judges 1:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Karebi akati: Munhu unorwa neKiriati‐seferi, akarikunda, ndicamupa mukunda waŋgu Aksa, aʋe mukadzi wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Karebhu akati, “Ndichapa mwanasikana wangu Akisa kuti ave mukadzi kumurume acharwisa uye achatapa Kiriati Seferi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Karebhu akanga ati, “Anenge arwisa Kiriatiseferi akarikurira ndinomupa mwana wangu Akesa kuti ave mukadzi wake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Karebhu akati, “Munhu unorwa neKiriati-seferi, akarikunda, ndichamupa mukunda wangu Akisa, ave mukadzi wake.”
Shona 2009?
Karebhu akati, "Munhu unorwa neKiriati-seferi, akarikunda, ndichamupa mukunda wangu Akisa, ave mukadzi wake."
Shona SUB 2002 Bible
Karebhu akati, “Munhu unorwa neKiriati–seferi, akarikunda, ndichamupa mukunda wangu Akisa, ave mukadzi wake.”