Judges 1:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Otnieri, mŋanakomana waKenazi, munuŋuna waKarebi, akarikunda; iye akamupa mukunda wake Aksa, akaʋa mukadzi wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Otinieri mwanakomana waKenazi, munun'una waKarebhu, akarikunda, saka Karebhu akapa mwanasikana wake Akisa kuti awanikwe naye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Otinieri mwanakomana waKenazi munun'una waKarebhu ndiye akarikurira. Karebhu ndokumupa mwanasikana wake Akesa kuti ave mukadzi wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Otinieri, mwanakomana waKenazi, mun'una waKarebhu, akarikunda; iye akamupa mukunda wake Akisa, akava mukadzi wake.
Shona 2009?
Ipapo Otinieri, mwanakomana waKenazi, munun'una waKarebhu, akarikunda; iye akamupa mukunda wake Akisa, akava mukadzi wake.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Otinieri, mwanakomana waKenazi, munun'una waKarebhu, akarikunda; iye akamupa mukunda wake Akisa, akava mukadzi wake.