Judges 1:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋana ʋomuKeni, mukarabga waMosesi, ʋakaɓuɗa paguta remicindwe, ʋakakwira pamŋe cete naʋana ʋaJuda kurenje raJuda, riri zasi kweAradi; ʋakandogara naʋanhu ʋo’ko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvizvarwa zvatezvara vaMozisi, vaKeni, vakakwira vachibva kuGuta reMichindwe vaine varume veJudha kuti vandogara pakati pavanhu vokuGwenga reJudha riri kuNegevhi pedyo neAradhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaKeni zvizvarwa zvokwavatezvara vaMosesi vakabva kuguta remirara pamwechete nevokwaJudha, vakaenda kurenje rokwaJudha riri kuNegevhu pedyo neAradhi vakandogara pamwechete navanhu voko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vana vomuKeni, mukarabwa waMosesi, vakabuda paguta remichindwe, vakakwira pamwechete navana vaJudha kurenje raJudha, riri zasi kweAradhi; vakandogara navanhu voko.
Shona 2009?
Zvino vana vomuKeni, mukarabwa waMozisi, vakabuda paguta remichindwe, vakakwira pamwechete navana vaJudha kurenje raJudha, riri zasi kweAradhi; vakandogara navanhu voko.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vana vomuKeni, mukarabwa waMosesi, vakabuda paguta remichindwe, vakakwira pamwechete navana vaJudha kurenje raJudha, riri zasi kweAradhi; vakandogara navanhu voko.