Judges 1:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Juda akaenda naSimeoni mukuru wake, ʋakakunda ʋaKanani ʋakaŋga ʋagere Zefati; ʋakariparadza cose. Guta iro rikazotumidzwa Horma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo varume veJudha vakaenda navaSimeoni hama dzavo vakandorwisa vaKenani vaigara muZefati, uye vakaparadza guta iri zvachose. Naizvozvo rakatumidzwa kuti Horima.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VokwaJudha vakaenda nehama dzavo dzokwaSimeoni vakakurira vaKanani vaigara muguta reZefati, vakariparadza zvokuparadza zviya. Saka guta iroro rakazonzi Horuma.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Judha akaenda naSimeoni mukuru wake, vakakunda vaKenani vakanga vagere Zefati; vakariparadza chose. Guta iro rikazotumidzwa Homa.
Shona 2009?
Judha akaenda naSimiyoni mukuru wake, vakakunda vaKenani vakanga vagere Zefati; vakariparadza chose. Guta iro rikazotumidzwa Homa.
Shona SUB 2002 Bible
Judha akaenda naSimioni mukuru wake, vakakunda VaKenani vakanga vagere Zefati; vakariparadza chose. Guta iro rikazotumidzwa Homa.