Judges 1:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akaʋa naJuda akadziŋga ʋanhu ʋakaŋga ʋagere panyika yamakomo; asi wakaŋga asiŋgagoni kudziŋga ʋakaŋga ʋagere mumupata, nokuti iʋo ʋakaŋga ʋaneŋgoro dzamatare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akanga ana vanhu veJudha. Vakatora nyika yezvikomo kuti ive yavo, asi havana kugona kudzinga vanhu vaibva mumapani, nokuti vakanga vane ngoro dzesimbi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akava nevokwaJudha vakatora nyika yamakomo ikava yavo. Asi vakatadza kudzinga vanhu vokumapani nokuti vakanga vaine ngoro dzehondo dzesimbi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akava naJudha akadzinga vanhu vakanga vagere panyika yamakomo; asi wakanga asingagoni kudzinga vakanga vagere mumupata, nokuti ivo vakanga vane ngoro dzamatare.
Shona 2009?
Jehovha akava naJudha akadzinga vanhu vakanga vagere panyika yamakomo; asi wakanga asingagoni kudzinga vakanga vagere mumupata, nokuti ivo vakanga vane ngoro dzamatare.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akava naJudha akadzinga vanhu vakanga vagere panyika yamakomo; asi wakanga asingagoni kudzinga vakanga vagere mumupata, nokuti ivo vakanga vane ngoro dzamatare.