Judges 1:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akati: Juda ndiye unofanira kuenda; tarirai ndakaisa nyika iyi mumaʋoko ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akapindura akati, “Judha ngaaende; ndapa nyika mumaoko avo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akapindura achiti, “VokwaJudha ndivo vanoenda. Izvozvi ndakatoisa nyika iyoyo mumaoko avo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akati, “Judha ndiye unofanira kuenda; tarirai ndakaisa nyika iyi mumaoko ake.”
Shona 2009?
Jehovha akati, "Judha ndiye unofanira kuenda; tarirai ndakaisa nyika iyi mumaoko ake."
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akati, “Judha ndiye unofanira kuenda; tarirai ndakaisa nyika iyi mumaoko ake.”