Judges 1:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋeimba yaJosefa naiʋo ʋakakwira ʋakandorwa neBeti‐eri, Jehova akaʋa naʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino veimba yaJakobho vakarwisa Bheteri, uye Jehovha aiva navo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vemba yokwaJosefi vakakwira kundorwisa Bhetieri Tenzi aiva navo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Veimba yaJosefa naivo vakakwira vakandorwa neBheti-eri, Jehovha akava navo.
Shona 2009?
Veimba yaJosefa naivo vakakwira vakandorwa neBheti-eri, Jehovha akava navo.
Shona SUB 2002 Bible
Veimba yaJosefa naivo vakakwira vakandorwa neBheti–eri, Jehovha akava navo.