Judges 1:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋeimba yaJosefa ʋakandoshora Beti‐eri. (Ɀino zita reguta iri pakutaŋga raiʋa Ruzi.)
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vatuma vanhu kundoshora Bheteri (rainzi Ruzi kare),
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vemba yokwaJosefi ivava vakatuma vanhu kundosora muguta reBhetieri. Kare zita reguta irori raimbonzi Ruzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Veimba yaJosefa vakandoshora Bheti-eri. (Zvino zita reguta iri pakutanga raiva Ruzi.)
Shona 2009?
Veimba yaJosefa vakandoshora Bheti-eri. (Zvino zita reguta iri pakutanga raiva Ruzi.)
Shona SUB 2002 Bible
Veimba yaJosefa vakandoshora Bheti–eri. (Zvino zita reguta iri pakutanga raiva Ruzi.)