Judges 1:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nharirire dzikaʋona munhu aciɓuɗa muguta, dzikati kwaari: Ƌotiratidza hako panopindwa napo paguta, tigokuitira ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vashori vakaona murume achibuda muguta vakati kwaari, “Tiratidze kuti tingapinda sei muguta tigokuitira zvakanaka.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vasori ivavo vakaona murume akanga achibuda muguta imomo vakati kwaari, “Tiratidzewo panopindwa napo muguta, isu tigozokunzwirawo tsitsi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nharirire dzikaona munhu achibuda muguta, dzikati kwaari, “Dotiratidza hako pano paguta, tigokuitira zvakanaka.”
Shona 2009?
Nharirire dzikaona munhu achibuda muguta, dzikati kwaari, "Dotiratidza hako pano paguta, tigokuitira zvakanaka."
Shona SUB 2002 Bible
Nharirire dzikaona munhu achibuda muguta, dzikati kwaari, “Dotiratidza hako pano paguta, tigokuitira zvakanaka.”