Judges 1:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋaratidza panopindwa napo paguta, ʋakakunda guta neminondo inopinza; asi ʋakatendera munhu uyo nemhuri yake yose kuenda hake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka akavaratidza, uye ivo vakakunda guta nomunondo asi vakaponesa murume uya nemhuri yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavaratidza paipindwa napo muguta iroro. Vakauraya vomuguta imomo namapakatwa. Asi vakarega murume uya kuti aende zvake nemhuri yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akavaratidza panopindwa napo paguta, vakakunda guta neminondo inopinza; asi vakatendera munhu uyo nemhuri yake yose kuenda hake.
Shona 2009?
Akavaratidza panopindwa napo paguta, vakakunda guta neminondo inopinza; asi vakatendera munhu uyo nemhuri yake yose kuenda hake.
Shona SUB 2002 Bible
Akavaratidza panopindwa napo paguta, vakakunda guta neminondo inopinza; asi vakatendera munhu uyo nemhuri yake yose kuenda hake.