Judges 1:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino munhu uyo akaenda kunyika yaʋaHeti, akandoʋaka guta rake, akaritumidza zita rinonzi Ruzi; ndiro zita raro kuȿikira nhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akaenda kunyika yavaHiti, kwaakandovaka guta akaritumidza kuti Ruzi, rinova ndiro zita raro nanhasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Murume uyu akaenda kunyika yavaHiti. Akavaka guta ikoko, akaritumidza zita rokuti Ruzi ndiro zita raro nanhasi uno.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino munhu uyo akaenda kunyika yavaHeti, akandovaka guta rake, akaritumidza zita rinonzi Ruzi; ndiro zita raro kusvikira nhasi.
Shona 2009?
Zvino munhu uyo akaenda kunyika yavaHeti, akandovaka guta rake, akaritumidza zita rinonzi Ruzi; ndiro zita raro kusvikira nhasi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino munhu uyo akaenda kunyika yavaHeti, akandovaka guta rake, akaritumidza zita rinonzi Ruzi; ndiro zita raro kusvikira nhasi.