Judges 1:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaIsraeri ʋakati ʋasimba, ʋakaɓatisa ʋaKanani ɓasa recibaro, haʋana‐kuʋadziŋga cose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaIsraeri vakati vasimba vakamanikidza vaKenani kuti vashande basa rechibharo asi havana kumbovadzinga zvachose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIsiraeri pavakanga vava vanhu vane simba vakaitisa vaKanani basa rechibharo. Asi havana kubva vavadzinga zvokuvapedzeredza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaIsiraeri vakati vasimba, vakabatisa vaKenani basa rechibharo, havana kuvadzinga chose.
Shona 2009?
Zvino vaIsiraeri vakati vasimba, vakabatisa vaKenani basa rechibharo, havana kuvadzinga chose.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino VaIsiraeri vakati vasimba, vakabatisa VaKenani basa rechibharo, havana kuvadzinga chose.