Judges 1:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi ʋaAsheri ʋakagara pakati paʋaKanani, ʋakaŋga ʋagere munyika iyo; nokuti haʋana‐kuʋadziŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye nokuda kwaizvozvo vanhu veAsheri vakagara pakati pavaKenani avo vaigara munyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vokwaAsheri ivava vakatogara zvavo mukati mavaKanani, vagari vomunyika iyoyo nokuti havana kuvadzinganisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi vaAsheri vakagara pakati pavaKenani, vakanga vagere munyika iyo; nokuti havana kuvadzinga.
Shona 2009?
asi vaAsheri vakagara pakati pavaKenani, vakanga vagere munyika iyo; nokuti havana kuvadzinga.
Shona SUB 2002 Bible
asi vaAshuru vakagara pakati paVaKenani, vakanga vagere munyika iyo; nokuti havana kuvadzinga.