Judges 1:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muganho waʋaAmori wakabva pamukwidzwa weAkrabimi, kubva paɗombo, ucikwira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muganhu wavaAmori waibva paMupata weChinyavada uchisvika kuSera uye uchipfuurira mberi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muganho wenyika yevaAmori waibvira kumupata weAkirabhimu woenda nokuSera zvichingokwira zvakangodaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muganhu wavaAmori wakabva pamukwidzwa weAkirabhimu, kubva padombo, uchikwira.
Shona 2009?
Muganhu wavaAmori wakabva pamukwidzwa weAkirabhimu, kubva padombo, uchikwira.
Shona SUB 2002 Bible
Muganhu waVaAmori wakabva pamukwidzwa weAkirabhimu, kubva padombo, uchikwira.