Judges 1:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakawana Adoni‐bezeki muBezeki, ʋakarwa naye, ʋakaʋuraya ʋaKanani naʋaPerizi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndipo pavakawana Adhoni Bhezeki vakarwa naye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakasvikira Adhonibhezeki ari kuBhezeki vakamurwisa vakakurira vaKanani navaPerizi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakawana Adhoni-bhezeki muBhezeki, vakarwa naye, vakauraya vaKenani navaPerizi.
Shona 2009?
Vakawana Adhoni-bhezeki muBhezeki, vakarwa naye, vakauraya vaKenani navaPerizi.
Shona SUB 2002 Bible
Vakawana Adhoni–bhezeki muBhezeki, vakarwa naye, vakauraya VaKenani navaPerizi.